Chikuriri neSimba ReShoko

Derek Prince
Published: 1970
Last Updated: October 2026
Read Time: 45
Bhaibheri harisingori chinyorwa chevanhu chete asi iShoko raMwari rine chiremera, rakafemerwa neMweya Mutsvene. Rugwaro harukwanisi kuputswa, uye Jesu akapindura miedzo yaSatani nechokwadi charo chakanyorwa. Shoko raMwari rinounza kutenda, kuberekwa kutsva, nenjere dzekunzwisisa kana rikagamuchirwa nekuteererwa.
Transcript
Tine urombo, paita dambudziko mumasaisai. Yedza zvakare gare gare
Kodhi: MV-4161-100-SNA









